new29773

Chiito chisina rebesoChine RebesoRebeso yacho
kumonakumononora-onor-
kuroyakuroyonora-onor-
kusungakusungunura-unur-
kurongakurongonora-onor-
kunamakunamanura-anur-
kupetakupetenura-enur-

Mienzaniso tichishandisa zvirevo zvakazara.

  1. Vari kurongonora matanda kubakwa rehuni.
  2. Endai nawo kundosunungura tambo yacho.
  3. Regedza kunamanura mapepa iwayo.
  4. Murume uye akapetenura bepanhau ndokutanga kuriverenga.

 

Chiito chisina rebesoChine RebesoRebeso yacho
kuchekakuchekerera-erer-
kupindakupindirira-irir-
kutukakutikirira-irir-
kuendakuenderera-erer-

Tichishandisa mienzaniso yezvirevo zvakazara.

  1. Arikifunira kuenderera mberi nezvaanga achiita kana achida kuwirirana neni.
  2. Mukadzi uye anotukirira wena.
  3. Chekerera pamwe chete.

 

Chiito chisina rebesoChine rebesoRebeso yacho
kudzokakudzokorora-oror-
fambafamburura-urur-
kudyarakudyarurura-urur-
kudzimakudzimurura-urur-

Mienzaniso tichishandisa zvirevo zvakazara.

  1. Vanofanira kudzokorora pese pavarima.
  2. Vashandi vakadzimurura moto.
Chiito chisina rebesoChine RebesoRebeso yacho
kuungakuungana-an-
kupetakupetana-an-

Mienzaniso tichishandisa zvirevo zvizere

  1. Vanhu vakaungana pamwe chete.
  2. Bepa rakapetana nekuda kwekunaiwa nemvura.

Zviito zvakarebeswa kakawanda

Dzimwe nguva mukutaura kwaVaShona chiito chinogona kushandiswa chiine rebeso dzakawanda. Sokuti:

ChiitoRebeso Dzacho
kutaurakutaurirana (rebeso yekuitira + yekuitirana zvakafanana)
kurovakurovesana (yekonzero+ yekuitirana zvakafanana)
kurukurakukurukuriranwa ( yekuitira+yekuitirana zvakafanana+ yekuitwa)

Mienzaniso tichishandisa zvirevo zvizere:

  1. Vanofira kutaurirana.
  2. Panga pachikurukuriranwa pakati pevarume awa.